@user484255038883:

Boss Mandaza
Boss Mandaza
Open In TikTok:
Region: ZW
Tuesday 10 November 2026 15:13:44 GMT
55697
2442
480
384

Music

Download

Comments

girly3787
Heart Queen❤️ :
Ende ndakakuona ndikachema😭💔💔
2026-11-10 19:38:35
23
nomathamsanqa.rwod
Nono 💗 :
Aah chatty chaiye hr agent hr eeeh
2026-11-10 19:24:06
10
user9397800840700
Deborah :
sorry broo ,,munhu akazokupa phone kuti uphonere mukadzi wako ndibhururu wangu,,,true story zveshuwa
2026-11-10 20:08:11
223
mancue118
MwanawaMhamha :
eeeee regai ndibva ndabuda mugroup rake
2026-11-10 20:03:06
80
amandamercy475
1🍒makombe🐷 :
chatty agent hr bro
2026-11-10 18:30:39
50
jay.com.50
BlessingJeff :
ari kunzi ayenda kucourt nhasi Chatty haaa zvakaoma
2026-11-10 18:45:13
46
lavaboy505
Lava :
aaaaa ndarwadziwa coz pawaakatorwa ndanga ndiripo padhuze newe aaaaa sorry xaa ndozvakazoyitika sorry bt uwone pane vanhu vakatoti uyu kutobirwa ndabatikana hangu bro sorry
2026-11-11 03:14:33
28
user58maibelly8
lorraine@82 :
regai titenderedze video kuti sevagari vemu chinhoi tive safe,,,sirry zvenyu mukoma
2026-11-10 19:17:46
35
shantyezra
shantyezra :
nyaya iyi ngaifambe muno muchinhoyi boss chat ava vanetsa
2026-11-10 19:33:17
27
shylenemukwada578
Shylene Mukwada :
vakasungwa hr boss chati vcho
2026-11-10 15:40:52
20
mamaloe2021
Mai Loe❤️ :
boss chatty ummm nyaya dzake dzawanda
2026-11-10 19:23:15
47
enosmushambi
enosmushambi :
Vemutomo please help the situation before it's gets worse
2026-11-11 16:17:20
0
reecee.wacho
@rejochimkwazi :
Boss Chatty havadzidze handiti.Haasiye here wekumbo sungwa recently??
2026-11-10 20:07:58
5
blackamerican341
Blackamerican :
Tatenda mandaza very srry mface wncu eish
2026-11-11 13:58:23
0
blessingmasengu65
blessingmasengu65 :
nditsvake tingomupedzeraa zvee ku court ndeimwe nyayaa
2026-11-11 03:59:14
22
sibo5429
sibo :
very sorry tshuwa
2026-11-11 13:22:44
0
audreydenga.nyamuzuwe
Audrey :
regai titenderedze video mumagroup emuno muchinhoi
2026-11-10 19:24:29
20
madube346
@madube320 :
very sorry dear
2026-11-11 05:00:55
0
mike_swanepool26
mike_swanepool26 :
Ndipewo CR yenyaya yako
2026-11-11 03:57:34
6
user8416699987749
j m Tiger @@@@ :
ndezvarinhi izvooo tsano mandaza
2026-11-10 18:51:23
5
tanyah.masvibo
Tanyah Masvibo :
Ndakambozviitwa kumbare 2023, mapurisa achiona but inn ndakazorova Recovery after some weeks, time yandairohwa ndakakwanisa kungobata fce yemunhu 1 ndokuzosangana
2026-11-10 20:24:20
8
maibolo3
mwana wamadhuve🦓 :
boss chatty are u serious
2026-11-11 01:32:59
7
pridennn1
pridennn1 :
Boss chatty vanomamisa manje
2026-11-10 22:41:42
0
user4296178719761
madzimai :
mmm boss chaty chaivo here imika tipei picture tione
2026-11-10 19:55:21
4
user8023574775818
ZeeMash :
vasungise zvee
2026-11-11 10:19:12
0
To see more videos from user @user484255038883, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About