@enie851: Handisi kuti chii kana kuti chii but ndikuti ko seiko police isina kuchengetedza Stepmother Vimbai?. Why vasina kutora ma details ake?. Why kuita trust munhu akauya nevana vainge vanwa poison?

Best Analyst 🇿🇼🇬🇧
Best Analyst 🇿🇼🇬🇧
Open In TikTok:
Region: GB
Wednesday 11 November 2026 18:59:57 GMT
46106
1699
304
87

Music

Download

Comments

rejoice.mauka
Mumue ❤️ :
Saka vimbai is not yet arrested
2026-11-11 19:20:17
21
talentrukweza136
lolo brown :
I problem 5tymes bodo
2026-11-11 19:56:06
9
muzukuruwawabonga1
Bluesky :
baba awa wauraisa vana awa
2026-11-11 19:40:08
27
deadbattiries
we buy dead batteries :
wangu munin'ina akaroora ka23 at age 33 years
2026-11-11 19:19:15
12
marry.zunguza
Marry Zunguza :
chokwadi chinenge rough
2026-11-11 19:06:03
16
missbevy2
MissBevy2 :
Ini wangu murume akaroora 6
2026-11-11 19:04:03
9
user9377756258181
2007 :
Its always easy to pass the buck.
2026-11-12 11:43:10
2
pretty.bea270
pretty bea :
hi cici do something for me I'm the first
2026-11-11 19:24:37
2
pro02182
pro :
ivo vane problem baba ivava boss venyu ava
2026-11-12 06:33:28
0
kuletijames
kuletijames :
Taurayi henyu
2026-11-12 11:45:39
2
anglenyika
angle nyika :
ini marriage one iyoyo yakatoramba zvakatokwana coz iiiiii
2026-11-11 20:17:07
5
mamakajay4
ndlovukazi :
ndipei number dzaboss vckl tidanane
2026-11-12 11:00:11
3
user31021211961336
user31021211961336 :
zvakaoma
2026-11-12 11:34:09
1
tanie157
Tanie @002 :
aah zvorwadza 💔
2026-11-12 11:53:55
1
kudzy543
kudzy :
U are ryt aunty
2026-11-12 06:37:28
0
busiee0000
MAHLO'ONOLO❤️🇿🇼🇿🇦 :
baba ava vanenyaya ava 💔
2026-11-12 00:12:01
11
www.ticktok.commoe0
Moe :
but that day makati stepmother vakawanikwa but hanzi avana
2026-11-11 19:37:59
5
tagmamo
TheMamoyours :
Ichokwadi vanenge vane problem baba ava ummm
2026-11-11 19:23:08
7
kuletijames
kuletijames :
pa 5 apo hazvina kumira mushe mumusha mawo mai vekumereka vanoziva zvinoyitika pamwana vawo anoda help
2026-11-12 11:49:46
1
joycemujuru805
Joyce Mujuru :
ko hnz abatwa wani
2026-11-11 19:28:27
2
hadhija.rabson
Hadhija Rabson :
boss chisiyayi kuroora zvakeana
2026-11-12 11:36:24
1
abiebaepraz
abieee bae :
l think zvemarriage ngazvibhaniwe .hazvichashande
2026-11-12 06:54:09
1
ladyannesibs
Mia Vee :
musandityisa apa vangu vana vanodisa baba vavo apa vana mainini avagari
2026-11-12 10:42:40
1
user200700354
user2007 :
l support yu
2026-11-11 20:10:55
4
nia31488
🥰NIA🥰 :
Mai vevana mukadzi we number chii
2026-11-12 08:30:30
0
To see more videos from user @enie851, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About