sekuwona kwangu ini I think its more to do with the lost time/opportunities due to being under the influence of doro...zviya zvekuti munhu unorara wakanakwa so much zvinokutadzisa kuzomukira kubasa kuseni...or kuzoita poor performance nebhabharazi....ndomushatiro wedoro manje...
2026-11-12 13:38:38
1
Sharon Hailey K🌻 :
zvirinani nditambure ndakadhakwa
2026-11-12 12:18:54
7
Wallah :
Regedza ndichikande mu family group pane vanhu vanoda kungo judger vanhu mu family
2026-11-13 02:33:52
1
munashe munashe :
this guy ma1
2026-11-14 21:05:05
1
masaiti shelton :
Sure mukuru
2026-11-15 14:13:48
1
Brigadier General :
I am pleased to hear this from you.
Doro ngarirohwe nekuti hatingaite makwkwi ekunwa mvura nezvirimwa ka isu.
2026-11-13 11:17:07
3
Hp :
haunyepe jester
2026-11-14 19:37:27
1
Nomatter munemo :
taurahako hanzvadzi
2026-11-16 08:13:05
1
Happy. skits :
good story teller
2026-11-15 11:57:38
1
Dhehwa from the rozvi state :
handisi ku traya kusidira doro but ndrikuedza ku sidira doro