@thefuturelife6: Part 2: Zvanzi naMaid Stepi mom wekwa Rusape vaicheka huku one into thirty pieces...Ngatinzweyi achitsanangura

The future life
The future life
Open In TikTok:
Region: AE
Thursday 12 November 2026 13:56:42 GMT
56463
1466
110
67

Music

Download

Comments

maulanopee
Queenpee♥️❤️‍🩹💙 :
ini ndiri step mother zvangu and murume wangu anohura mumarokwe haabve but anondisiya nemwana wake asi handina kana 1day randakambofunga kuita revenge kumwana apa anototi akafunga kuda kuuya achindituka anotuka zvaada asi chandoziva mwana haana mhosva ndingadayi ndakatadza kumugashira cz ndakatomboita issue naanai vacho but later realise kuti mwana towirirana and chero ndikabatikana or kunetsana nababa vake ndoto pretender kunge hapana zvaitika he is just 5 ndikarwara mwana haadye kana ndisina kudya and anotouya obvunza mama daddy vasiya mapills hr kana vasina anototi 4nai nditaure navo so he is my everything and l love him more than his father ❤️
2026-11-12 16:06:53
59
cloudbio1
jahman :
i blame the father
2026-11-12 14:28:58
36
mayfield210
Sahil sa :
30 nematumbu maybe
2026-11-12 15:04:14
16
user94901684362744
Mercy.T :
ko Ivo vaisireiko vana kuna baba vakasiyana nhaimi
2026-11-12 15:15:19
4
lindiwe3739
lindiwe :
Problem vatori Baba ava futi
2026-11-12 19:05:41
2
user7008629231507
Mai ruu :
zvimwe makutinyepera mhani aaa
2026-11-12 18:25:37
1
userfaithchari
Mudzimai Simuka Woman Arise :
zvakaoma mmmmm
2026-11-12 18:29:56
1
liniazee
Lynn :
So painful but Baba avaaa hmmmm
2026-11-12 15:38:24
5
user2703221693381
chichie :
30 pieces yooo
2026-11-12 15:51:34
4
morbie025
Anita :
Very sorry
2026-11-12 20:03:17
0
lizzy.gurajena
Lizzy Gurajena :
kana ndimiwo 30 pieces vabereki vari kuPoland chii chakadaro
2026-11-12 18:01:53
0
user9244429033451
user9244429033451 :
kudwa nemusikana webasa moyo wakanaka
2026-11-12 17:58:59
2
mayonnaise2830
mayonnaise :
baba vevana hasi munhu bho
2026-11-12 18:41:07
1
mama.esy6
Mama Esy❤️🖤 :
Haaa gyz vana havasiiwi veduwe munhu mbeya nevana vakoo😭
2026-11-12 18:56:47
1
meloobae2
Mai dee :
zvirikurwadza izvo
2026-11-12 14:51:49
1
thelmatendere91
Thelma :
iyaaaa baba vevana Vari Rong gys
2026-11-12 16:01:36
1
user55969140492903
Ruru :
Zvakaoma [Crying][Crying][Crying]
2026-11-12 19:11:10
0
mufaro1670
Lindah :
sryy dea
2026-11-12 14:51:32
0
dadiraihazel
Mama Hailey :
mainyararirei ska honai vana vafa mnje
2026-11-12 18:34:03
0
yvonnie40
Y V :
mainyararireiko
2026-11-12 18:51:38
0
mwanamercy
mwana mercy :
30 yohwe
2026-11-12 17:12:01
0
dee34026
dee :
information iyi ineichichengeterweyi
2026-11-12 18:56:07
0
nyashaemmahmutiho
nyashaemmahmutiho :
ummmm 30
2026-11-12 19:57:28
0
nathalie.mathuthu
Nathalie Mathuthu :
Haaa komai vevana avaaa vaivepii
2026-11-12 18:52:11
0
linda.umali11
Linda Umali :
tirikuchema zvingarwadze asi tiriku blame bb vacho
2026-11-12 15:04:19
0
To see more videos from user @thefuturelife6, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About