music is supposed to tell a story and help encourage ,it's supposed to be therapeutic...Nyangwe maWar cry heritage wise ayipavanhu hope ... zvenyu zveVulgar eye zvonakidza asi paGraduations or tabudirira toisa dzakadai nziyo .... keep pushing Jnr spragga 🥰
2026-11-13 09:01:14
369
LIBERTY MEDIA :
Hulengende is bigger than spragga 🔥
2026-11-13 09:23:33
335
Madedido Official zw :
Shasha
2026-11-13 11:40:23
284
Radoh :
Usaita pressure mira kuburitsa kana usina plan
2026-11-13 10:18:54
218
Prince Wagling Official ✅ :
@Prince Wagling Official ✅: Zvinhu zve muface uyu zviri professional sauro is proud 🔥🔥🔥
2026-11-13 09:00:53
540
Divante🧃🪐 :
This is music 🎶🫡 hapana kana zvinyadzi✅
2026-11-13 09:13:24
1015
deeboykid @785 :
hahulengende azomiswa manje
2026-11-13 08:49:37
1260
Wachaa stylaaaa movement :
Dinga 🔥🔥🔥
2026-11-13 09:09:06
145
Trump's skits zw :
Hulengende is better Spragga
Even zvakanzi murikuita show on the same date l to Nhefu Tefu
2026-11-14 15:19:24
1
LEEKY BLAQBOI🔥 :
masong a spragga anonakidza kubva ichitanga kusvikaipere. masong a hulengende anonakidza intro ne Malines ekutanga kwese uko anenge ukungo imba chero chauya mumusoro make kt song ipere chimbozvitarisai muone