ko kana ndichida kudzokera pa wifi ndaitwa block ndoita sei
2026-11-15 03:10:14
1
@💜Mamoe💜 :
saka zvoreva hr kt akuchina ka call hayo inopinda after that ,ko wandirikuda kunoona wacho toita cey communication ndichienda kwaari cz vamwe vese avana basa asi wandirikunoona uyu tofonerana cy
2026-11-14 07:18:48
1
Muzukuru wamai Fungai :
Nhy mandebvu inn ndatambura nechifoni cheku econet ZTE haisi kubata netwk apa ndakatopedza kubhadhara August ndanzwa nekunz ndodzimirei fon kubsa