blasphemy against the son of God is forgiven but blasphemy against holyspirit is not forgiven
2026-11-14 06:32:11
4
Qubekani mhlanga :
that was discussion for the benefit of everyone, those discussion are veey important
2026-11-14 06:13:20
2
Captain :
i like how apostle Marufu reasons. that's so logical and academic
2026-11-14 08:12:52
0
Madzibaba Regiment :
amen ndinotenda murume ataura chokwadi
2026-11-14 06:17:24
4
favour :
good answer marufu
2026-11-14 06:24:15
5
Lloyd Gotosa :
well answered by Marufu
2026-11-14 07:36:20
1
Allen Muchingami :
marufu waingatadzawo kusekawo here zvakadaro
2026-11-14 06:13:58
2
daddy be :
musada kutipengera hapana akamhura Mwari paye
2026-11-14 07:13:41
1
vengaimaukazuva :
Good answer
2026-11-14 07:40:47
0
Andy willo :
manje zvamwari chero usingazivi unogona kutomhura ukatopanichiwa naMwari amene
2026-11-14 06:56:37
0
masvaya40 :
good answer plus DVD akatora exactly zvaitaurwa na jeso
2026-11-14 07:56:33
0
BlaNonke :
thank u
2026-11-14 06:22:47
0
Kay &mom🥰 :
haa imi musada kudhipisa zvinhu zvisina basa nonsense maybe imimi munoti ndimi mukuita zvoda mwari ndimi musingatoite zvamwari wacho kune dzimwe nyika dzisingato tendi kuna mwari wacho
2026-11-14 06:02:38
3
Mulndia :
Marufu waita hako wajekesera vanhu
2026-11-14 06:32:00
1
INSHOT 167 :
Pakabhaizika kare varume ,tirikunyara baba
2026-11-14 05:48:39
1
reliable :
please follow me l follow you back
2026-11-14 06:29:59
0
Not by Sight :
DVD na Muvhangeri wenyu are your celebrities ku social media but Ollah and all these are not yet saved in Christ..Hakuna munhu akatenda ano supporter zvemasowe or chisavadha or all these religious denominations that we call churches. No.
2026-11-14 06:37:31
0
Gidza :
ko mutsvene wacho ndiyani Tangail Maina mazidanda aripamuri😭