amen I receive in Jesus name ,chibereko zaruka ndibatewo mwana
2026-11-16 13:33:08
109
Paidamoyo❤️ :
ini Mwari ndinzweiwo hwangu hupenyu hauna kana direction in everything 💔
ndinzweiwo
2026-11-16 03:36:45
133
Nakai :
Amen Mwari ndibatsirei l have suffered enough is enough
2026-11-20 04:12:24
10
lydiakavhuru :
Thanks for powerful prayer
2026-11-20 11:56:17
1
brightonmafurati6 :
amen and Amen
2026-11-15 18:01:44
44
tirah❤️ :
mama ndokumbirawo kunamatirwa ndine pamuviri ende mimba yangu irikuda kubva Saka ndokumbirawo kunamatirwa kuti Satan anyadziswe and also safe Delivery 🙏