@simbaiyadanga: Rwendo RwaHedha #masowe #worshipmusic #maidhona #nyenyedzinonwe🔥 #masoweamadzibabajohanne

One Moses
One Moses
Open In TikTok:
Region: DE
Monday 16 November 2026 20:13:41 GMT
76469
4905
91
535

Music

Download

Comments

_solo2029_
Solomon Chingono :
2026 asati apera tinopinda mumagemenzi tese chete !
2026-11-18 12:45:00
15
charitykaseke781
Chiheks :
Nyika ikaungana pachiyimbwa kudai Ngirozi chaidzo dzinodzika,kana mudzimu yakatsikirirwa inosumuka manzinza oyanana nyika yopora magutwa owuya munyika yeChipikirwa
2026-11-18 13:26:46
14
baba_jaden
Tonde_Mix 🇿🇼 :
Ndiyani Edha, anoita nezvei?
2026-11-17 18:20:37
4
beauler22
L . R. B kuzvara kwangu :
rwendo rwahedha hamurwugone
2026-11-16 20:38:32
4
davidmakanani
David Makanani :
loving it
2026-11-18 16:50:49
0
alicedhera
Alice Dhera @ :
haaaa nyenyedzi nomwe inoimba zvayo jerasi dhauni 😃
2026-11-17 12:52:22
5
tryfin.bwanali
Tryfin Bwanali :
mune voice
2026-11-18 09:33:18
3
deffinate0
Svotiwai :
ndabva ndafunga Guruve muDandarecha umo
2026-11-17 07:05:58
8
blessingbvure
Dhunda Blessing :
apa tinofamba nezwi Hedha Mupesi this one is going to be my favorite 😊
2026-11-18 12:19:47
4
shybae047
Ex girlfriend ❤️‍🩹🫶🥰 :
rino igore redu isu vana vemasowe 👏👏👏👏
2026-11-19 09:13:22
3
forgetkuweyo1
ForgetKuweyoMusic🇿🇼 :
chivanhu ichi👏👏
2026-11-17 18:35:35
0
rumbiemagony
Moana rue :
vekumasowe RINO igorerenyu
2026-11-18 17:25:18
3
baba.pypy
Baba pypy :
sure nhau yacho inoda kusimba
2026-11-18 17:10:19
2
yagami9945
Yagami Purples :
Tipeiwo ya Dyson
2026-11-16 21:08:17
4
user15907117027728
user15907117027728 :
baba maidhona
2026-11-17 07:17:26
2
brightnesschiwesh
princess :
unotot usimuke utambe wakatanga kuterera ma songs aya🤗
2026-11-17 18:15:01
3
stellamasawi7
stellamasawi7 :
masowe angu mhai
2026-11-17 07:48:46
2
nashie.baeb5
Panashe 🍒 :
hatiii
2026-11-17 11:44:03
6
user5961756744327
Yadah :
Rwendo rwahedha 🙏
2026-11-17 13:47:14
2
aframadhuku
Mai Tii :
panoimbiwa apa
2026-11-18 14:25:51
1
motherofthree53
motherofthree53 :
Song iyei inondifungisa zvakawanda zvandakasangana nazvo ndichikura
2026-11-17 16:06:06
3
user2467130062344m
mum beloved :
chokwadi atirigone
2026-11-17 05:30:02
0
_hazel.6
Zeee :
Amen
2026-11-17 09:09:44
1
mimiemashirikidzo
mimie mirainashe :
handeyi vana vemutumwa
2026-11-17 16:45:28
1
To see more videos from user @simbaiyadanga, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About