Ndichasvika ndakapakata hosho ne mbira hant hatina pfuma here[Tears of joy][Tears of joy]..thank you Mukoma for the support, l really appreciate [Applause][Applause]
2026-11-19 08:43:42
474
Desire Poterai :
jaya anogona uyu why this song not trending
2026-11-19 11:12:28
265
Sticxie :
parikuda big sponcer
2026-11-19 08:11:02
195
@SKY 239 :
Anogona welldone 🥰He needs a big sponcer for sure
2026-11-19 08:27:55
91
mama ruru2030 :
maita henyu nesupport for upcoming
2026-11-19 10:39:37
37
Alice Chihonde :
mwana uyu kuzvarwa chaipo ihandsome kungoshaya mari chete
2026-11-19 11:08:19
63
Manjex❤️ :
Anogonesa 🔥🔥
2026-11-19 12:35:04
9
Jnr Keyz :
Ndini nani tanzwa kunge killer t
2026-11-19 12:15:56
22
mama khukhu 💗🥰 :
kungoshaya mari ac ndirimunhu misvinu
2026-11-19 08:59:33
43
Kikie🌹🥳🌹 :
anogona munhu uyu haana noise, hapana dzungu jus cool music inovaraidza akushaya anomukwiridzira chte but 🔥🔥🔥👌