nherera dzakasiiwa nana sisi vangu veduwee ndodzipeiko Mwari wee
2026-11-25 16:29:46
46
Cul gel🥰🥹 :
ndakanyora 2023 kuti ndicharoorwa and finally God answered my prayer this year after 3 yrz
2026-11-25 16:23:05
24
Prim Moyo :
kuseka nhamo serugare [Tears of joy][Tears of joy][Tears of joy][Tears of joy]
2026-11-25 15:25:20
18
rumbie :
vamwe varikutoronga kuenda kumba zim ini ndingoripo😭😭😭
2026-11-25 16:34:08
30
Cole Zw👑 :
Mwari makati mufaro unouya mangwanani wani 🥺 ko hakuchene here , mangwanani acho haasvike here Tenzi 🥺
2026-11-25 17:13:34
15
Olisah :
🥹🥹it is well
2026-11-25 20:06:53
0
Norman Mungoni :
upenyu hwenherera
2026-11-25 15:53:16
7
tarie bae :
izvozvi ndabva kushop kunotengera vana vehanzvadzi,mkoma hembee nelast cent yanga iri mumba.ini ndabudamo ndisina kana slippers zvaroo zvinhu zvacho so ndachema ndikati Mwari ndirangarireiwo sekurangarira kwandinoita vamwe with the little l have
2026-11-25 17:19:54
14
Seth :
we are suffering in this world,,god help us hear our prayers,😥😥😥
2026-11-25 19:11:31
2
Netty Memory :
this is too deep haaa only god can do a miracle. zvakaoma kuva the head of the family either urimukadzi or murume zvakangooma .
2026-11-25 19:30:15
1
Lin :
too deep
2026-11-25 20:22:55
0
loveradge🤍🤍 :
chokwadi zvakuda iye mwari tega tiri kukundikana😭😭